Psalms 62:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kuʋimba nokumanikidza, Regai kuɀikudza pamsoro pokupambara; Kana fuma iciwanda, regai kuinamatira nomŋoyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Regai kuvimba noupambi kana kuzvikudza nezvinhu zvokuba; kunyange pfuma yenyu ichiwanda, regai kuisa mwoyo yenyu pairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musavimbe nokuita zvokumanikidza vanhu kana kutarisira kuwana zvinhu nokupamba. Kunyange upfumi hukawanda zvahwo, usaise mwoyo wako mahuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kuvimba nokumanikidza, Regai kuzvikudza pamusoro pokupambara; Kana pfuma ichiwanda, regai kuinamatira nomwoyo.
Shona 2009?
Regai kuvimba nokumanikidza, Regai kuzvikudza pamusoro pokupambara; Kana fuma ichiwanda, regai kuinamatira nomoyo.
Shona SUB 2002 Bible
Regai kuvimba nokumanikidza, Regai kuzvikudza pamusoro pokupambara; Kana pfuma ichiwanda, regai kuinamatira nomwoyo.