Psalms 62:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari wakataura kamŋe cete, Ndakaɀinzwa kaʋiri; Kuti simba nderaMŋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chinhu chimwe chakataurwa naMwari, zvinhu zviviri zvandakanzwa: Kuti imi, iyemi Mwari, mune simba,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akataura ndakamunzwa kaviri kaviri achiti, “Muridzi woukuru ndiMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akataura kamwechete, Ndakazvinzwa kaviri; Kuti simba nderaMwari;
Shona 2009?
Mwari akataura kamwechete, Ndakazvinzwa kaviri; Kuti simba nderaMwari;
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akataura kamwechete, Ndakazvinzwa kaviri; Kuti simba nderaMwari;