Psalms 62:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Netsitsi ʋo ndedzenyu, Ishe; Nokuti munoitira munhu mumŋe nomumŋe seɀaakaɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kuti imi, iyemi Ishe, mune rudo. Zvirokwazvo muchapa mubayiro kumunhu mumwe nomumwe maererano nezvaakaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye kuti imi TENZI ndimi mune mwoyochena nokuti munopa munhu maererano nezviito zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Netsitsiwo ndedzenyu, Ishe; Nokuti munoitira munhu mumwe nomumwe sezvaakabata.
Shona 2009?
Netsitsiwo ndedzenyu, Ishe; Nokuti munoitira munhu mumwe nomumwe sezvaakabata.
Shona SUB 2002 Bible
Netsitsiwo ndedzenyu, Ishe; Nokuti munoitira munhu mumwe nomumwe sezvaakabata.