Psalms 62:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoŋgoraŋgana kuti ʋamusundire pasi abve paʋukuru bgake; Ʋanofarira nhema; Ʋanoropafadza nomuromo waʋo, asi ʋanotuka mumŋoyo maʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanofunga kwazvo zvokumuwisira pasi kubva panzvimbo yake yakakwirira; vanofarira nhema. Vanoropafadza nemiromo yavo, Asi vachituka mumwoyo yavo. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanotoronga zvokumuwisira pasi kubva pachigaro chake chapamusoro vanofarira kureva nhema vanopa chikomborero nomuromo yavo asi mukati mavo vachirengerera munhu rushambwa. Dzepfunde.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanongorangana kuti vamusundire pasi abve paukuru hwake; Vanofarira nhema; Vanoropafadza nomuromo wavo, asi vanotuka mumwoyo mavo.
Shona 2009?
Vanongorangana kuti vamusundire pasi abve paukuru hwake; Vanofarira nhema; Vanoropafadza nomuromo wavo, asi vanotuka mumoyo mavo.
Shona SUB 2002 Bible
Vanongorangana kuti vamusundire pasi abve paukuru hwake; Vanofarira nhema; Vanoropafadza nomuromo wavo, asi vanotuka mumwoyo mavo.