Psalms 62:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waŋgu, rindira Mŋari ɀirokwaɀo; Nokuti ndinomutarira iye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iwe mweya wangu, zviwanire zororo muna Mwari oga; tariro yangu inobva kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndinomirira zvangu Mwari ndakanyarara nokuti ndinotarisira kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wangu, rindira Mwari zvirokwazvo; Nokuti ndinomutarira iye.
Shona 2009?
Mweya wangu, rindira Mwari zvirokwazvo Nokuti ndinomutarira iye.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wangu, rindira Mwari zvirokwazvo; Nokuti ndinomutarira iye.