Psalms 62:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
KunaMŋari ndiko kunokuponeswa kwaŋgu nokukudzwa kwaŋgu; Ƌombo resimba raŋgu noʋutiziro bgaŋgu ɀiri kunaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ruponeso rwangu nokukudzwa kwangu zvinobva kuna Mwari; ndiye dombo rangu guru, noutiziro hwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ruponeso rwangu nokuremekedzwa kwangu zvinobva kuna Mwari Mwari ndiye dombo rangu rakasimba nediziro rangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuna Mwari ndiko kunokuponeswa kwangu nokukudzwa kwangu; Dombo resimba rangu noutiziro hwangu zviri kuna Mwari.
Shona 2009?
Kuna Mwari ndiko kunokuponeswa kwangu nokukudzwa kwangu; Dombo resimba rangu noutiziro hwangu zviri kuna Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Kuna Mwari ndiko kuno kuponeswa kwangu nokukudzwa kwangu; Dombo resimba rangu noutiziro hwangu zviri kuna Mwari.