Psalms 62:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋimbai naye ŋguʋa dzose, imi ʋanhu; Ƌururai mŋoyo yenyu pamberi pake; Mŋari ndiye ʋutiziro bgeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vimbai naye nguva dzose, imi vanhu; dururai mwoyo yenyu kwaari, nokuti Mwari ndiye utiziro hwedu. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vimbai naye nguva dzose imi vanhu, turirai kwaari zvose zviri mumwoyo menyu Mwari ndiye diziro redu. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vimbai naye nguva dzose, imi vanhu; Dururai mwoyo yenyu pamberi pake; Mwari ndiye utiziro hwedu.
Shona 2009?
Vimbai naye nguva dzose, imwi vanhu; Dururai moyo yenyu pamberi pake; Mwari ndiye utiziro bwedu.
Shona SUB 2002 Bible
Vimbai naye nguva dzose, imi vanhu; Dururai mwoyo yenyu pamberi pake; Mwari ndiye utiziro hwedu.