Psalms 62:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo ʋanhu ʋasiŋgakudzwi mŋeya cete, ʋuye ʋanhu ʋanokudzwa inhema; Pakuyerwa haʋaremi; Ʋose pamŋe cete ʋakareruka kupfuʋura mŋeya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vasina maturo vanongova mweya zvawo, asi vanokudzwa inhema bedzi; kana vakayerwa havaremi, havazi chinhu; vose pamwe chete vanongova mweya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Voruzhinji vakangoita sefemo zvaro; vanhu vopamusoro imhute hapana zvavari, vakaiswa pachikero chinosimuka; vanotokundwa kurema nefemo zvaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo vanhu vasingakudzwi mweya chete, uye vanhu vanokudzwa inhema; Pakuyerwa havaremi; Vose pamwechete vakareruka kupfuura mweya.
Shona 2009?
Zvirokwazvo vanhu vasingakudzwi mweya chete, uye vanhu vanokudzwa inhema; Pakuyerwa havaremi; Vose pamwechete vakareruka kupfuura mweya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo vanhu vasingakudzwi mweya chete, uye vanhu vanokudzwa inhema; Pakuyerwa havaremi; Vose pamwechete vakareruka kupfuura mweya.