Psalms 63:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mambo ucafara munaMŋari; Mumŋe nomumŋe unopika naye ucafara kwaɀo; Nokuti muromo waʋanoreʋa nhema ucadziʋirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mambo achafara muna Mwari; vose vanopika nezita raMwari vachamurumbidza, asi miromo yavanoreva nhema ichafumbirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mambo achafara naMwari, vose vanopika naMwari vacharumbidza Mwari miromo yavarevi venhema ichazarirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mambo achafara munaMwari; Mumwe nomumwe anopika naye achafara kwazvo; Nokuti muromo wavanoreva nhema uchadzivirwa.
Shona 2009?
Asi mambo achafara munaMwari; Mumwe nomumwe anopika naye achafara kwazvo; Nokuti muromo wavanoreva nhema uchadzivirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi mambo achafara muna Mwari; Mumwe nomumwe anopika naye achafara kwazvo; Nokuti muromo wavanoreva nhema uchadzivirwa.