Psalms 63:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waŋgu ucaguta neɀineŋge mŋoŋgo namafuta; Muromo waŋgu ucakurumbidzai nemiromo inofara kwaɀo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya wangu uchagutswa kunge wadya zvakakora kwazvo; muromo wangu uchakurumbidzai nemiromo inofara kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya wangu uchadyiririra sokunge ndiri kudya mwongo namafuta muromo wangu uchakurumbidzai norufaro
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wangu uchaguta nezvinenge mwongo namafuta; Muromo wangu uchakurumbidzai nemiromo inofara kwazvo;
Shona 2009?
Mweya wangu uchaguta nezvinenge mwongo namafuta; Muromo wangu uchakurumbidzai nemiromo inofara kwazvo;
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wangu uchaguta nezvinenge mongo namafuta; Muromo wangu uchakurumbidzai nemiromo inofara kwazvo;