Psalms 64:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋanzei pakuraŋgana kwakaʋanda kwaʋanoita ɀakaipa; Paɓope raʋanoɓata ɀakaipa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndivanzei pakurangana kwavakaipa, ndibve pazhowezhowe yeungano yavaiti vezvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndivandisei kune zvinorongwa muchivande navakaipa kuzvinhu zvinoranganwa navakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivanzei pakurangana kwakavanda kwavanoita zvakaipa; Pabope ravanobata zvakaipa;
Shona 2009?
Ndivanzei pakurangana kwakavanda kwavanoita zvakaipa; Pabope ravanobata zvakaipa;
Shona SUB 2002 Bible
Ndivanzei pakurangana kwakavanda kwavanoita zvakaipa; Pabope ravanobata zvakaipa;