Psalms 64:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanofuŋgisisa ɀakaipa; Ʋanoti: Tapedza kufuŋgisisa zano guru; Kufuŋga kwomukati kwomumŋe nomumŋe, nomŋoyo, ɀakadzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanorangana kusaruramisira vachiti, “Tafunga zano rakakwana!” Zvirokwazvo mwoyo nomurangariro womunhu zvinonyengera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanotsvaga mhosva dzokupara vozoti, “Tanyatsoronga kwazvo uipi uhu nokuti pfungwa nemwoyo womunhu zvakadzama.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanofungisa zvakaipa; Vanoti, “Tapedza kufungisa zano guru;” Kufunga kwomukati kwomumwe nomumwe, nomwoyo, zvakadzika.
Shona 2009?
Vanofungisa zvakaipa; Vanoti, "Tapedza kufungisa zano guru;" Kufunga komukati komumwe nomumwe, nomoyo, zvakadzika.
Shona SUB 2002 Bible
Vanofungisa zvakaipa; Vanoti, “Tapedza kufungisa zano guru;” Kufunga kwomukati kwomumwe nomumwe, nomwoyo, zvakadzika.