Psalms 65:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munoshoŋgedza mŋaka nekorona yoʋunaki bgenyu; Makwara enyu anoɗonha mafuta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munoshongedza gore nekorona yezvakawanda zvenyu, uye ngoro dzenyu dzinopfachukira nezvakawanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munopedzisa gore nomukoho wakawanda. Panofamba ngoro dzenyu pachidonha mafuta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munoshongedza mwaka nekorona younaki hwenyu; Makwara enyu anodonha mafuta.
Shona 2009?
Munoshongedza mwaka nekorona younaki bwenyu; Makwara enyu anodonha mafuta.
Shona SUB 2002 Bible
Munoshongedza mwaka nekorona younaki hwenyu; Makwara enyu anodonha mafuta.