Psalms 65:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi ʋokunzwa munyeŋgetero, Ʋanhu ʋose ʋanofanira kuʋuya kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa, imi munonzwa munyengetero, vanhu vose vachauya kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi munonzwa munamato, vanhu vose vachauya kwamuri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi vokunzwa munyengetero, Vanhu vose vanofanira kuuya kwamuri.
Shona 2009?
imwi vokunzwa munyengetero, Vanhu vose vanofanira kuuya kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Imi vokunzwa munyengetero, Vanhu vose vanofanira kuuya kwamuri.