Psalms 65:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye, unonyaradza kutinhira kwamakuŋgwa, iko kutinhira kwamafuŋgo awo, Nokupopota kwaʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
iyemi makanyaradza kutinhira kwamakungwa, iko kutinhira kwamafungu aro, nokupopota kwendudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
imi munonyaradza kutinhira kwamakungwa nokutinhira kwamasaisai awo namanyongori avanhu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye, unonyaradza kutinhira kwamakungwa, iko kutinhira kwamafungo awo, Nokupopota kwavanhu.
Shona 2009?
Iye, unonyaradza kutinhira kwamakungwa, iko kutinhira kwamafungo awo, Nokupopota kwavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Iye, unonyaradza kutinhira kwamakungwa, iko kutinhira kwamafungo awo, Nokupopota kwavanhu.