Psalms 65:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiʋo ʋagere kumigumo ʋanotya ɀiratidzo ɀenyu; Munofadza maɓuɗire amaŋgwanani naamaɗeko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanogara kure kure vanotya zvishamiso zvenyu; uko kunobuda mambakwedza uye madekwana achipera, munodanidzira nziyo dzomufaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti vanhu vanogara kure kure kwakaperera nyika vanotya zviratidzo zvenyu. Munoita kuti mambakwedza nerubvunzavaeni zvipembere norufaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naivo vagere kumigumo vanotya zviratidzo zvenyu; Munofadza mabudiro amangwanani naamadeko.
Shona 2009?
Naivo vagere kumigumo vanotya zviratidzo zvenyu; Munofadza mabudiro amangwanani naamadeko.
Shona SUB 2002 Bible
Naivo vagere kumigumo vanotya zviratidzo zvenyu; Munofadza mabudiro amangwanani noousiku.