Psalms 66:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti imi Mŋari makatiidza; Makatiidza seɀinoidzwa sirveri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti imi, iyemi Mwari, makatiedza; mukatinatsa sesirivha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti imi, Mwari, makatiedza; makatiedza sokuedzwa kunoitwa sirivha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti imi Mwari makatiidza; Makatiidza sezvinoidzwa sirivha.
Shona 2009?
Nokuti imwi Mwari makatiidza; Makatiidza sezvinoidzwa sirivha.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti imi Mwari makatiidza; Makatiidza sezvinoidzwa sirivha.