Psalms 66:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzakarebga nemiromo yaŋgu, Dzakataurwa nomuromo waŋgu pakutambudzika kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mhiko dzandakavimbisa nemiromo yangu, uye muromo wangu wakataura pandakanga ndiri munhamo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvandakareva nomuromo wangu, zvandakatsidza nomuromo wangu pandaiva munhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzakarehwa nemiromo yangu, Dzakataurwa nomuromo wangu pakutambudzika kwangu.
Shona 2009?
Dzakarehwa nemiromo yangu, Dzakataurwa nomuromo wangu pakutambudzika kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Dzakarehwa nemiromo yangu, Dzakataurwa nomuromo wangu pakutambudzika kwangu.