Psalms 66:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuyai munzwe, imi mose munotya Mŋari, Ndicakuɗudzirai ɀaakaitira mŋeya waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyai munzwe, imi mose munotya Mwari; regai ndikuudzei zvaakandiitira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyai munzwe imi munotya Mwari ndikutaurirei zvaakandiitira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyai munzwe, imi mose munotya Mwari, Ndichakududzirai zvaakaitira mweya wangu.
Shona 2009?
Uyai munzwe, imwi mose munotya Mwari, Ndichakududzirai zvaakaitira mweya wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Uyai munzwe, imi mose munotya Mwari, Ndichakududzirai zvaakaitira mweya wangu.