Psalms 66:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakacema kwaari nomuromo waŋgu, Akarumbidzwa ɀikuru norurimi rwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakachema kwaari nomuromo wangu; rumbidzo yake yaiva parurimi rwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakachema kwaari, ndikamurumbidza norurimi rwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakachema kwaari nomuromo wangu, Akarumbidzwa zvikuru norurimi rwangu.
Shona 2009?
Ndakachema kwaari nomuromo wangu, Akarumbidzwa zvikuru norurimi rwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakachema kwaari nomuromo wangu, Akarumbidzwa zvikuru norurimi rwangu.