Psalms 66:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀirokwaɀo Mŋari wakanzwa; Wakaterera inzwi rokunyeŋgetera kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi zvirokwazvo Mwari akateerera akanzwa inzwi rangu mumunyengetero.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zvechokwadi Mwari akateerera akanzwa munamato wokuchema kwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvirokwazvo Mwari akanzwa; Akateerera izwi rokunyengetera kwangu.
Shona 2009?
Asi zvirokwazvo Mwari akanzwa; Akateerera inzwi rokunyengetera kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvirokwazvo Mwari akanzwa; Akateerera izwi rokunyengetera kwangu.