Psalms 66:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, Iye usina‐kuramba munyeŋgetero waŋgu, kana kubvisa tsitsi yake kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari ngaarumbidzwe, iye asina kuramba munyengetero wangu. Kana kudzivisa rudo rwake kwandiri!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari ngaarumbidzwe nokuti haana kuramba munamato wangu kana kurega mwoyochena wake kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari ngaavongwe, Iye asina kuramba munyengetero wangu, kana kubvisa tsitsi yake kwandiri.
Shona 2009?
Mwari ngaavongwe, Iye asina kuramba munyengetero wangu, kana kubvisa tsitsi yake kwandiri.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari ngaavongwe, Iye asina kuramba munyengetero wangu, kana kubvisa tsitsi yake kwandiri.