Psalms 66:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakashandura guŋgwa rikaʋa nyika yakawoma; Ʋakayambuka rwizi netsoka; Ipapo takafara maari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akashandura gungwa rikava nyika yakaoma, vakafamba nomumvura zhinji netsoka dzavo, uyai, ngatifarei maari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akasandura gungwa rikava nyika yakaoma; vanhu vakayambuka rukova rwuya netsoka. Pakadaro apo ngatipemberei nokufara maari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akashandura gungwa rikava nyika yakaoma; Vakayambuka rwizi netsoka; Ipapo takafara maari.
Shona 2009?
Akashandura gungwa rikava nyika yakaoma; Vakayambuka rwizi netsoka; Ipapo takafara maari.
Shona SUB 2002 Bible
Akashandura gungwa rikava nyika yakaoma; Vakayambuka rwizi netsoka; Ipapo takafara maari.