Psalms 66:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye unopa mŋeya yeɗu ʋupenyu, Usiŋgatenderi tsoka dzeɗu kuti dzitedzemuke.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
iye akachengetedza upenyu hwedu netsoka dzedu kuti dzirege kutedzemuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatichengeta tiri vapenyu, haana kurega tsoka dzedu dzichitsvedzemuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye anopa mweya upenyu, Asingatenderi tsoka dzedu kuti dzitedzemuke.
Shona 2009?
Iye anopa mweya upenyu, Asingatenderi tsoka dzedu kuti dzitedzemuke.
Shona SUB 2002 Bible
Iye anopa mweya upenyu, Asingatenderi tsoka dzedu kuti dzitedzemuke.