Psalms 67:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndudzi ŋgadzifare, ŋgadziimbe nomufaro; Nokuti mucatoŋga ʋanhu nokururama, Mucafambisa ndudzi pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndudzi ngadzifare uye dziimbe nomufaro, nokuti munotonga marudzi nokururamisira, uye munotungamirira ndudzi dzenyika. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Marudzi ose ngaafare aimbe norufaro; nokuti munotonga vanhu noruenzaniso muchitungamirira marudzi avanhu panyika. Dzepfunde.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndudzi ngadzifare, ngadziimbe nomufaro; Nokuti muchatonga vanhu nokururama, Muchafambisa ndudzi pasi.
Shona 2009?
Ndudzi ngadzifare, ngadziimbe nomufaro; Nokuti muchatonga vanhu nokururama, Muchafambisa ndudzi pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Ndudzi ngadzifare, ngadziimbe nomufaro; Nokuti muchatonga vanhu nokururama, Muchafambisa ndudzi pasi.