Psalms 68:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuŋgano yenyu yakagara’mo; Imi Mŋari makagadzirira ʋarombo ɀakanaka ɀenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu venyu vakagaramo, uye imi Mwari, kubva pane, zvakawanda zvenyu, makariritira varombo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu venyu vakaita musha mairi Mwari nokuda kokunaka kwenyu munowanisa varombo chokuvararamisa nacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ungano yenyu yakagaramo; Imi Mwari makagadzirira varombo zvakanaka zvenyu.
Shona 2009?
Ungano yenyu yakagaramo; imwi Mwari makagadzirira varombo zvakanaka zvenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ungano yenyu yakagaramo; Imi Mwari makagadzirira varombo zvakanaka zvenyu.