Psalms 68:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana imi moʋata pasi pakati pamataŋga amakwai, Ɀakafanana namapapiro enjiʋa akafukidzwa nesirveri, Neminheŋga yakafukidzwa nendarama tȿuku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange pamunenge makavata pakati pemoto yemisasa, mapapiro enjiva yangu akafukidzwa nesirivha, minhenga yayo negoridhe rinovaima.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange munhu ari mukati mezvipfuwo zvako mapapiro enjiva Isiraeri anenge achiiswa sirivha, mapapiro ayo achiiswa ndarama yeruvara rwemashizha manyoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana imi movata pasi pakati pamatanga amakwai, Zvakafanana namapapiro enjiva akafukidzwa nesirivha, Neminhenga yakafukidzwa nendarama tsvuku.
Shona 2009?
Kana imwi movata pasi pakati pamatanga amakwai, Zvakafanana namapapiro enjiva akafukidzwa nesirivha, Neminhenga yakafukidzwa nendarama tsvuku.
Shona SUB 2002 Bible
Kana imi movata pasi pakati pamatanga amakwai, Zvakafanana namapapiro enjiva akafukidzwa nesirivha, Neminhenga yakafukidzwa nendarama tsvuku.