Psalms 68:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa iyo Wamasimba‐ose yaakaparadza madzimambo’mo, Ɀakafanana nokuwa kwecando paZarmoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wamasimba Ose paakaparadzira madzimambo munyika, zvakanga zvakaita sechando chawira pamusoro peZarimoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samasimbaose paakamwararisa madzimambo, chando chakanaya paZarimoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva iyo waMasimbaose yaakaparadza madzimambomo, Zvakafanana nokuwa kwechando paZarimoni.
Shona 2009?
Panguva iyo waMasimbaose yaakaparadza madzimambomo, Zvakafanana nokuwa kwechando paZarimoni.
Shona SUB 2002 Bible
Panguva iyo waMasimbaose yaakaparadza madzimambomo, Zvakafanana nokuwa kwechando paZarimoni.