Psalms 68:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makakwira kumsoro, mukatapa ʋatapxa ʋenyu; Makagamucira ɀipo pakati paʋanh Ɀirokwaɀo pakati paʋakakumukirai ʋo, kuti Jehova Mŋari agare naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamakakwira kumusoro, makatungamirira vatapwa mumudungwe wenyu; mukagamuchira zvipo zvaibva kuvanhu, kunyange zvaibva kuna vakapanduka, kuti imi, iyemi Jehovha Mwari, mugarepo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makakwira gomo refu muchitungamirira nhapwa makagamuchira mutero mukati mavanhu, kunyange pakati pavanopandukira TENZI Mwari anogaramo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makakwira kumusoro, mukatapa vatapwa venyu; Makagamuchira zvipo pakati pavanhu Zvirokwazvo pakati pavakakumukiraiwo, kuti Jehovha Mwari agare navo.
Shona 2009?
Makakwira kumusoro, mukatapa vatapwa venyu; Makagamuchira zvipo pakati pavanhu Zvirokwazvo pakati pavakakumukiraiwo, kuti Jehovha Mwari agare navo.
Shona SUB 2002 Bible
Makakwira kumusoro, mukatapa vatapwa venyu; Makagamuchira zvipo pakati pavanhu Zvirokwazvo pakati pavakakumukiraiwo, kuti Jehovha Mwari agare navo.