Psalms 68:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe wakati: Ndica ʋa dzosa paBashani, Ndicaʋadzosa ɀe paguŋgwa rakadzika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe anoti, “Ndichavabvisa kubva kuBhashani; ndichavabudisa kubva kwakadzika kwegungwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI akati, “Ndichavaunza kubva kuBhashani; ndichavaudza kubva kuudzamu hwegungwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe akati, “Ndichavadzosa paBhashani, Ndichavadzosazve pagungwa rakadzika;
Shona 2009?
Ishe akati, "Ndichavadzosa paBhashani, Ndichavadzosazve pagungwa rakadzika;
Shona SUB 2002 Bible
Ishe akati, “Ndichavadzosa paBhashani, Ndichavadzosazve pagungwa rakadzika;