Psalms 68:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋona mafambire enyu, Mŋari, Mafambire aMŋari waŋgu, Mambo waŋgu, acipinda panɀimbo tȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mudungwe wenyu wakaonekwa, imi Mwari, mudungwe waMwari wangu naMambo achipinda munzvimbo tsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dungwerungwe renyu rinooneka, Mwari dungwerungwe raMwari wangu, mambo wangu, richienda munzvimbo inoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaona mafambiro enyu, Mwari, Mafambiro aMwari wangu, Mambo wangu, achipinda panzvimbo tsvene.
Shona 2009?
Vakaona mafambiro enyu, Mwari, Mafambiro aMwari wangu, Mambo wangu, achipinda panzvimbo tsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaona mafambiro enyu, Mwari, Mafambiro aMwari wangu, Mambo wangu, achipinda panzvimbo tsvene.