Psalms 68:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Macinda acaɓuɗa Egipita; Etiopia icakurumidza kutambanudza maʋoko ayo kunaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nhume dzichabva kuIjipiti; Etiopia ichazviisa pasi paMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhumwa dzokwamambo dzichabva kuIjipiti Itiopia ichasimudza maoko ayo kuna Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Machinda achabuda Ijipiti; Itiopia ichakurumidza kutambanudza maoko ayo kuna Mwari.
Shona 2009?
Machinda achabuda Ijipiti; Itiopia ichakurumidza kutambanudza maoko ayo kuna Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Machinda achabuda Ijipiti; Itiopia ichakurumidza kutambanudza maoko ayo kuna Mwari.