Psalms 68:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi Mŋari makanisa mvura zhinji, Makasimbisa nhaka yenyu paŋguʋa yokuneta kwayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi Mwari, makanayisa mvura zhinji; mukaita kuti nhaka yenyu yakaneta ifefeterwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari makanaisa mvura yakawanda, makararamisa nhaka yenyu yakanga yavakuparara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi Mwari makanisa mvura zhinji, Makasimbisa nhaka yenyu panguva yokuneta kwayo.
Shona 2009?
imwi Mwari makanisa mvura zhinji, Makasimbisa nhaka yenyu panguva yokuneta kwayo.
Shona SUB 2002 Bible
Imi Mwari makanaisa mvura zhinji, Makasimbisa nhaka yenyu panguva yokuneta kwayo.