Psalms 69:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa yokucema kwaŋgu nokutambudza mŋeya waŋgu ndiciɀinyima, Ndakashoʋorwa nokuɗa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandinochema nokutsanya, ndinofanira kushinga pakusekwa;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandakazvityora nokutsanya zvakatondishoresa izvozvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panbuva yokuchema kwangu nokutambudza mweya wangu ndichizvinyima, Ndakashorwa nokuda kwazvo.
Shona 2009?
Panguva yokuchema kwangu nokutambudza mweya wangu ndichizvinyima, Ndakashorwa nokuda kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Panguva yokuchema kwangu nokutambudza mweya wangu ndichizvinyima, Ndakashorwa nokuda kwazvo.