Psalms 69:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ndiri’ni, munyeŋgetero waŋgu uri kwamuri, Ishe, paŋguʋa yakafanira; Mŋari, netsitsi dzenyu zhinji Ndipindurei nokuponesa kwenyu kwakatendeka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndinonyengetera kwamuri, imi Mwari, panguva inokufadzai; murudo rwenyu rukuru, imi Mwari, ndipindurei noruponeso rwenyu rwechokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi, ini, wandinonamata ndimi TENZI. Ndipindureiwo Mwari panguva yakakodzera nemwoyochena wenyu, wakadai kuwanda nokununura kwenyu kusina chinotadzisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana ndirini, munyengetero wangu uri kwamuri, Ishe, panguva yakafanira; Mwari, netsitsi dzenyu zhinji Ndipindurei nokuponesa kwenyu kwakatendeka.
Shona 2009?
Asi kana ndirini, munyengetero wangu uri kwamuri, Ishe, panguva yakafanira; Mwari, netsitsi dzenyu zhinji Ndipindurei nokuponesa kwenyu kwakatendeka.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana ndirini, munyengetero wangu uri kwamuri, Ishe, panguva yakafanira; Mwari, netsitsi dzenyu zhinji Ndipindurei nokuponesa kwenyu kwakatendeka.