Psalms 69:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndirwirei munhope, ndirege kunyura; Ndirwirwe kunaʋanondiʋeŋga, napamvura zhinji yakadzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinunurei mumatope, musandirega ndichinyura; ndirwirei kuna vanondivenga, napamvura zhinji yakadzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinunureiwo kuti ndirege kunyura mumadhaka, ndinunureiwo kumhandu dzangu uye kumvura yakadzika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndirwirei munhope, ndirege kunyura; Ndirwirwe kuna vanondivenga, napamvura zhinji yakadzika.
Shona 2009?
Ndirwirei munhope, ndirege kunyura; Ndirwirwe kuna vanondivenga, napamvura zhinji yakadzika.
Shona SUB 2002 Bible
Ndirwirei munhope, ndirege kunyura; Ndirwirwe kuna vanondivenga, napamvura zhinji yakadzika.