Psalms 69:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kuʋanzira muranda wenyu ciso cenyu; Nokuti ndiri pakutambudzika; kurumidzai kundipindura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Regai kuvanzira muranda wenyu chiso chenyu; ndipindurei nokukurumidza, nokuti ndava mudambudziko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musavanze uso hwenyu kuneni muranda wenyu nokuti ndapinda nhamo; kasirai kundipindura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kuvanzira muranda wenyu chiso chenyu; Nokuti ndiri pakutambudzika; kurumidzai kundipindura.
Shona 2009?
Regai kuvanzira muranda wenyu chiso chenyu; Nokuti ndiri pakutambudzika; kurumidzai kundipindura.
Shona SUB 2002 Bible
Regai kuvanzira muranda wenyu chiso chenyu; Nokuti ndiri pakutambudzika; kurumidzai kundipindura.