Psalms 69:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munoziʋa kushoʋorwa kwaŋgu, nokunyadzwa kwaŋgu nokuɀidzwa kwaŋgu; Ʋadziʋisi ʋaŋgu ʋose ʋari mberi kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munoziva kusekwa kwangu, kunyadziswa nokusakudzwa kwangu; vavengi vangu vose vari pamberi penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munoziva wani kushorwa kwangu, nokunyara kwangu nokusaremekedzwa kwangu vavengi vangu vose munovaziva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munoziva kushorwa kwangu, nokunyadzwa kwangu nokuzvidzwa kwangu; Vadzivisi vangu vose vari mberi kwangu.
Shona 2009?
Munoziva kushorwa kwangu, nokunyadzwa kwangu: nokuzvidzwa kwangu Vadzivisi vangu vose vari mberi kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Munoziva kushorwa kwangu, nokunyadzwa kwangu nokuzvidzwa kwangu; Vadzivisi vangu vose vari mberi kwangu.