Psalms 69:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinonyura munhope yakadzika, pasina pokumira; Ndaȿika pamvura zhinji yakadzika, pandinofukidzwa nenzizi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinonyura munhope yakadzika, pasina pangatsika makumbo angu. Ndapinda mumvura yakadzika; ndafukidzwa namafashamu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndavakunyura mumadhaka akadzika asina pokutsika. Ndapinda mumvura yakadzika. Mafashamo emvura avakutondifukidza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinonyura munhope yakadzika, pasina pokumira; Ndakasvika pamvura zhinji yakadzika, pandinofukidzwa nenzizi.
Shona 2009?
Ndinonyura munhope yakadzika, pokumira Ndakasvika pamvura zhinji yakadzika, pandinofukidzwa nenzizi.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinonyura munhope yakadzika, pasina pokumira; Ndakasvika pamvura zhinji yakadzika, pandinofukidzwa nenzizi.