Psalms 69:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakandipa nduru ɀiʋe ɀokudya ɀaŋgu; Pakunzwa nyota kwaŋgu ʋakandinwisa vinega.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaisa nduru mune zvokudya zvangu, uye vakandipa vhiniga pandaiva nenyota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakandipa chepfu kuti ndidye; kuti ndipodze nyota vakandipa vhiniga kuti ndinwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakandipa nduru zvive zvokudya zvangu; Pakunzwa nyota kwangu vakandinwisa vhiniga.
Shona 2009?
Vakandipa nduru zvive zvokudya zvangu; Pakunzwa nyota kwangu vakandimwisa vhiniga.
Shona SUB 2002 Bible
Vakandipa nduru zvive zvokudya zvangu; Pakunzwa nyota kwangu vakandinwisa vhiniga.