Psalms 69:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋanotambudza uyo wamakaroʋa; Ʋanotaura ɀokurwadziwa kwaʋamakakuʋadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vanotambudza vaya vamakarova, uye vanotaura pamusoro pokurwadziwa kwavakakuvadzwa nemi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti vanotambudza wamunenge mapa shamhu. Wamunenge makuvadza vanotomutambudza zvakatonyanya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vanotambudza uyo wamakarova; Vanotaura zvokurwadziwa kwavaya vamakakuvadza.
Shona 2009?
Nokuti vanotambudza uyo wamakarova; Vanotaura zvokurwadziwa kwavaya vamakakuvadza.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vanotambudza uyo wamakarova; Vanotaura zvokurwadziwa kwavaya vamakakuvadza.