Psalms 69:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaʋadzimŋe parugwaro rwoʋupenyu, Ʋarege kunyorwa pamŋe cete naʋakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngavadzimwe mubhuku roupenyu, uye varege kuverengwa pamwe chete navakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavapfudzwe mubhuku ravapenyu. Varege kunyorwa mukati mavakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngavadzimwe parugwaro rwoupenyu, Varege kunyorwa pamwechete navakarurama.
Shona 2009?
Ngavadzimwe parugwaro rwoupenyu, Varege kunyorwa pamwechete navakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Ngavadzimwe parugwaro rwoupenyu, Varege kunyorwa pamwechete navakarurama.