Psalms 69:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀo ɀicafadza Jehova kupfuʋura nzombe, Kana hando inenyaŋga namahwanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvichafadza Jehovha kukunda nzombe, kupfuura hando nenyanga dzayo, namahwanda ayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi zvichafadza TENZI kupinda nzombe kana handira dzine nyanga namatsiko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izvo zvichafadza Jehovha kupfuura nzombe, Kana hando ine nyanga namahwanda.
Shona 2009?
Izvo zvichafadza Jehovha kupfuura nzombe, Kana hando ine nyanga namahwanda.
Shona SUB 2002 Bible
Izvo zvichafadza Jehovha kupfuura nzombe, Kana hando ine nyanga namahwanda.