Psalms 69:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova unonzwa ʋashaiwi, Haashoʋori ʋasuŋgwa ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anonzwa vanoshayiwa uye haashori vanhu vake vakatapwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti Mwari anonzwa varombo uye haashori vanhu vake vanenge vari muusungwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha anonzwa vashaiwi, Haashori vasungwa vake.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha anonzwa vashaiwi, Haashori vasungwa vake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha anonzwa vashaiwi, Haashori vasungwa vake.