Psalms 69:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mŋari ucaponesa Zioni, nokuʋaka maguta aJuda; Ʋacagara’mo, iʋe nhaka yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti Mwari achaponesa Zioni agovakazve maguta aJudha. Ipapo vanhu vachagarako, vagoritora;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari achanunura Zioni agovakazve maguta okwaJudha vanhu vachagaramo vachiriita ravo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mwari achaponesa Zioni, nokuvaka maguta aJudha; Vachagaramo, ive nhaka yavo.
Shona 2009?
Nokuti Mwari achaponesa Ziyoni, nokuvaka maguta aJudha, Vachagaramo, ive nhaka yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Mwari achaponesa Zioni, nokuvaka maguta aJudha; Vachagaramo, ive nhaka yavo.