Psalms 69:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Icaʋa nhaka yaʋana ʋaʋaranda ʋake; Ʋanoɗa zita rake ʋacagara’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vana vavaranda vake vacharipiwa senhaka, uye avo vanoda zita rake vachagara ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana vavaranda vavo vachiriita ravo uye vanoda zita rake vachagaramo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ichava nhaka yavana vavaranda vake; Vanoda zita rake vachagaramo.
Shona 2009?
Ichava nhaka yavana vavaranda vake; Vanoda zita rake vachagaramo.
Shona SUB 2002 Bible
Ichava nhaka yavana vavaranda vake; Vanoda zita rake vachagaramo.