Psalms 69:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari munoziʋa ʋupenzi bgaŋgu; Mhoȿa dzaŋgu hadzina‐kukuʋanzirwai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munoziva upenzi hwangu, imi Mwari; mhaka yangu haina kuvanzika kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari, imi munoziva upenzi hwangu. Mhosva dzangu dzandakapara hadzina kuvandika kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari munoziva upenzi hwangu; Mhosva dzangu hadzina kukuvanzirwai.
Shona 2009?
Mwari munoziva upenzi hwangu; Mhosva dzangu hadzina kukuvanzirwai.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari munoziva upenzi hwangu; Mhosva dzangu hadzina kukuvanzirwai.