Psalms 69:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe Mŋari wehondo, ʋanokurindirai ŋgaʋarege kunyadziswa nokuɗa kwaŋgu; Mŋari waIsraeri, ʋanokutȿakai ŋgaʋarege kuɀidzwa nokuɗa kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaya vane tariro mamuri ngavarege kunyadziswa nokuda kwangu, haiwa Ishe, Jehovha Wamasimba Ose; vanokutsvakai ngavarege kunyadziswa nokuda kwangu, haiwa Mwari waIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi Mwari wehondo nehondo, vanotarisira mamuri ngavarege kunyadziswa pamusana pangu. Imi Mwari weIsiraeri, vanokutsvakai ngavarege kushorwa nokuda kwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe Mwari wehondo, vanokurindirai ngavarege kunyadziswa nokuda kwangu; Mwari waIsiraeri, vanokutsvakai ngavarege kuzvidzwa nokuda kwangu.
Shona 2009?
Ishe Mwari wehondo, vanokurindirai ngavarege kunyadziswa nokuda kwangu; Mwari waIsiraeri, vanokutsvakai ngavarege kuzvidzwa nokuda kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ishe Mwari wehondo, vanokurindirai ngavarege kunyadziswa nokuda kwangu; Mwari waIsiraeri, vanokutsvakai ngavarege kuzvidzwa nokuda kwangu.