Psalms 69:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndakatenda kushoʋorwa nokuɗa kwenyu; Kunyadza kwakafukidza ciso caŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinotsunga kusekwa hangu nokuda kwenyu, uye nyadzi dzafukidza chiso changu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti ndakatirira kushorwa pamusoro penyu; ndakadonha uso nokunyara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndakatenda kushorwa nokuda kwenyu; Kunyadza kwakafukidza chiso changu.
Shona 2009?
Nokuti ndakatenda kushorwa nokuda kwenyu; Kunyadza kwakafukidza chiso changu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndakatenda kushorwa nokuda kwenyu; Kunyadza kwakafukidza chiso changu.