Psalms 69:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaʋa mutorwa kuhama dzaŋgu, Nomubvakure kuʋana ʋamai ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiri mutorwa kuhama dzangu, nomweni kuvanakomana vamai vangu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndava muenzi kuhama dzangu, mutorwa zvake kune vomumba medu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakava mutorwa kuhama dzangu, Nomubvakure kuvana vamai vangu.
Shona 2009?
Ndakava mutorwa kuhama dzangu, Nomubvakure kuvana vamai vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakava mutorwa kuhama dzangu, Nomubvakure kuvana vamai vangu.